Synopsis
Mubhuku umu mune nyaya makumi maviri dzakasiyana dzinosiririsa dzakanyorwa navana vomuZimbabwe dzinotsanangura pfumvu yaioneswa vana veZimbabwe munguva yeHondo yeChimurenga. Vanyori ava vakahwina mumakwikwi eHondo-Impi Experiences, akaitwa neveLiterature Bureau muna 1982.