Synopsis
kabuki aka kane ngano nhatu dzavana vadiki dzakanyorwa nounyanzvi chaihwo. Ngano idzi dzinoti 'vaGumwemugapu', murume airuta; 'Chimukuyu Pamutariko' chakadonha muchoto mukomana aida kuroora ari mumba ega, ambuya vachibva vasvika ari kubura; 'Mudyazvavamwe' mune imbuya yainyepera kuve bofu iyo isiri. Ngano idzi dzinosetsa chaizvo nokuti dzakanyorwa nomunhu ano ungwaru anoziva zvinonakidza vana.