Nhekwe dziri Kanyi

Ndau and Manyika Poetry

Ishmail Penyai

 

  • Unknown publisher
  • Chimanimani
  • 2011
  • Ndau

Synopsis

Nhekwe dziri Kanyi mutinhimira wenhetembo dzeChindau neChimanyika. Idzi nhetembo dzinodakadza yaemho, dzakamhoryoka dzakahluzwa ngemutauro wekanyi. Muchakumana nawo mutauro wakabvirogwinya uchireketa nekubhuya ngezvetinokumana nazvo zuwa ngezuwa munjira yedu yandaramo.

Review

To read this poetry collection is to discover words, accents, tones and nuggets of ethnic expression currently alienated by the Shona Language Committee's obsession with the so-called 'Standard Shona.' We experience the beauty of poetry in words we thought were dead... - Musaemura Zimunya, University of Zimbabwe

Author

Ishmail Penyai akaberekerwe kanyi kwaBiriwiri mubhuku sabhuku Chanuhwa munyika yamambo Muusha mudunhu reChimanimani mugore ra1965.