Synopsis
Nyambo dzeJoni itsamba yakaumbwa nenyaya pfupi. Munyaya idzodzi munyori wetsamba, Tom, anotaura nezvoupenyu hwake nohwavamwe vakasanganawo nezvinotapira nezvinovava kumasango kwavaive vaenda kundoshava. Variko vakaona kuti zvatinenge tichifunga muupenyu pamusoro pedzimwe nyika navanhu handizvo. Vakaonawo kuti nyika yatigere iyi izere nemiyedzo uye ndeyemakwikwi.